Peji 32
Ichokwadi here kuti Bhaibheri rinotaura zvichaitika mune ramangwana?
ONA MAPEJI 16-17.
Mumwe musikana aishungurudzwa paaikura akawana sei chinangwa chaicho choupenyu?
ONA MAPEJI 19-20.
Nei Mwari akakumbira Abrahamu kuti ape mwanakomana wake sechibayiro?
ONA PEJI 23.
Muenzaniso waMambokadzi Esteri womuBhaibheri unotidzidzisei nezvoushingi, mwoyo murefu, uye kunyengetedza?
ONA MAPEJI 24-29.