Peji 32
Kana Mwari achinzwa minyengetero yedu, nei achitirega tichitambura?
ONA MAPEJI 6-8.
Chii chakabatsira mumwe mukadzi wokuPhilippines kuti arege kudhakwa uye avandudze upenyu hwemhuri yake?
ONA MAPEJI 12-13.
Kana Jehovha aregerera, anobva atokanganwa here?
ONA PEJI 18.
Tingadzidzei nezverudo uye kuvimbika kubva kumudzimai akanga akatendeka Rute?
ONA MAPEJI 23-28.