Zviri Mukati
June 15, 2013
© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.
YOKUDZIDZA
AUGUST 5-11, 2013
PEJI 7 • NZIYO: 69, 89
AUGUST 12-18, 2013
Koshesa Rupo Uye Kunzwisisa Kunoita Jehovha
PEJI 12 • NZIYO: 22, 110
AUGUST 19-25, 2013
Koshesa Kuvimbika Uye Kukanganwira Kunoita Jehovha
PEJI 17 • NZIYO: 63, 77
AUGUST 26, 2013–SEPTEMBER 1, 2013
Bvuma Kuumbwa Nechirango chaJehovha
PEJI 24 • NZIYO: 120, 64
NYAYA DZOKUDZIDZA
▪ Nyatsokoshesa Unhu hwaJehovha
▪ Koshesa Rupo Uye Kunzwisisa Kunoita Jehovha
▪ Koshesa Kuvimbika Uye Kukanganwira Kunoita Jehovha
VaKristu vakawanda vanofunga kuti Jehovha anongova neunhu huna chete hunonyanya kukosha. Asi nyaya idzi nhatu dzichaita kuti tiwedzere kukoshesa unhu hwakawanda hwaJehovha husingawanzodzidzwa nezvahwo. Paunhu humwe nehumwe tichakurukura mibvunzo inoti: Hunorevei? Jehovha anohuratidza sei? Uye kuti tingatevedzera sei Jehovha pakuhuratidza?
▪ Bvuma Kuumbwa Nechirango chaJehovha
Magwaro anoratidza kuti Jehovha ane simba pavanhu, achimuti “Muumbi wedu.” (Isa. 64:8) Nyaya ino inoratidza zvatinogona kudzidza nezveMuumbi Mukuru, Jehovha, kubva pamaumbiro aakaita vanhu uye marudzi munguva dzekare. Inokurukurawo kuti mazuva ano tingabatsirwa sei nokuumbwa naye.
DZIMWEWO NYAYA
3 Kuteerera Jehovha Kwakandiwanisa Makomborero Akawanda
22 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
29 Vakuru—Muchazorodza “Mweya Wakaneta” Here?
KAVHA: Kuparidzira munzvimbo inoungana vanhu muFrankfurt, Germany
GERMANY
VAGARI VEMO
81 751 600
ZVAPUPU
162 705
VADZIDZI VEBHAIBHERI
74 466
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO MUNA 2012
265 407