Zviri Mukati
January 15, 2014
© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania.
YOKUDZIDZA
MARCH 3-9, 2014
Namata Jehovha, Mambo Asingagumi
PEJI 7 • NZIYO: 106, 46
MARCH 10-16, 2014
Wakabatsirwa Sei Nemakore 100 Okutonga kwoUmambo?
PEJI 12 • NZIYO: 97, 101
MARCH 17-23, 2014
Kusarudza Nokuchenjera Uchiri Muduku
PEJI 17 • NZIYO: 41, 89
MARCH 24-30, 2014
Kushumira Jehovha Mazuva Okutambudzika Asati Auya
PEJI 22 • NZIYO: 54, 17
MARCH 31, 2014–APRIL 6, 2014
“Umambo Hwenyu Ngahuuye”—Asi Huchauya Rini?
PEJI 27 • NZIYO: 108, 30
NYAYA DZOKUDZIDZA
▪ Namata Jehovha, Mambo Asingagumi
Nyaya ino icharatidza kuti Jehovha agara ari Mambo uye kuti ave achitonga sei zvisikwa zvokudenga nezvepanyika. Ichatikurudzirawo kuti titevedzere mienzaniso yevanhu vakasarudza kunamata Jehovha, Mambo asingagumi.
▪ Wakabatsirwa Sei Nemakore 100 Okutonga kwoUmambo?
Nyaya ino ichatibatsira kuti tiwedzere kunzwisisa zvave zvichiitwa noUmambo hwaMesiya mumakore 100 ahwave huchitonga. Ichakurudzirawo mumwe nomumwe wedu kuva mutsigiri akavimbika woUmambo uye ichaita kuti tifungisise zvinonyatsorehwa nerugwaro rwedu rwegore rwa2014.
▪ Kusarudza Nokuchenjera Uchiri Muduku
▪ Kushumira Jehovha Mazuva Okutambudzika Asati Auya
Ndichaitei muupenyu hwangu? Uyu mubvunzo unokosha kumunhu wose akazvitsaurira kuna Jehovha. Munyaya idzi, tichakurukura mazano anogona kubatsira vaKristu vechiduku kuti vashumire Mwari zvizere uye mikana ine vaKristu vakura yokuwedzera ushumiri hwavo.
▪ “Umambo Hwenyu Ngahuuye”—Asi Huchauya Rini?
Mazuva ano, vanhu vakawanda vanotsauswa nezviri kuitika munyika kana kuti neupenyu hwavo. Nyaya ino inokurukura uchapupu hutatu hunoita kuti vaKristu vave nechivimbo chokuti kwangosara nguva pfupi kuti Umambo hwaMwari huparadze nyika ino yakaipa.
KAVHA: Kuparidzira vadzidzi vepayunivhesiti vanobva kune dzimwe nyika muguta reLviv
UKRAINE
VAGARI VEMO
45 561 000
VAPARIDZI
150 887
Ungano 1 737 uye mapoka 373 mumitauro 15, kusanganisira Hungarian, Romanian, Russian, Mutauro Wemasaini womuRussia, uye Ukrainian