RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w14 12/15 p. 32
  • Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi Dza2014

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi Dza2014
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
w14 12/15 p. 32

Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2014

Inoratidza magazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

  • IShoko raMwari Here? 2/1

  • Rakanyorwa Sei? 2/1

  • Ruka Akanyora Nhoroondo Dzakarurama? 1/1

  • Spain Yekare, 3/1

  • Syriac Peshitta, 9/1

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

  • Hapana Kwandaienda Ndisina Pfuti (A. Lugarà), 7/1

  • Jehovha Akanga Asina Kundikanganwa (S. Udías), 1/1

  • Ndairarama Ndichingozvifunga (C. Bauer), 10/1

  • Ndairwa Hondo Yangu Ndega Yekurwisa Udzvinyiriri Uye Chisimba (A. Touma), 8/1

  • Vaipindura Mibvunzo Yose Vachishandisa Bhaibheri! (I. Lamela), 4/1

  • Vimbiso Yokuti Nyika Ichava Paradhiso Yakachinja Upenyu Hwangu! (I. Vigulis), 2/1

DZIMWEWO NYAYA

  • Akatsungirira Kushungurudzika (Mariya), 5/1

  • Akatsungirira Zvakaipa (Eriya), 2/1

  • Arosi, 2/1

  • Chingwa Choupenyu, 6/1

  • Chirikadzi yeZarefati, 2/15

  • Chitendero Chechokwadi, 8/1

  • Dhayi Yepepuru, 4/1

  • Hondo Yakachinja Nyika (Hondo Yenyika I), 2/1

  • Krisimasi, 12/1

  • Kubatana Kwezvitendero, 3/1

  • Kubvarura Nguo, 4/15

  • Kuita Kuti Hove Dzisaora, 7/1

  • Kwereta Mari? 12/1

  • Maonero Anoita Mwari Kusvuta, 6/1

  • Matongo Eguta reTimgad, 12/1

  • Mipiro Yepatemberi, 1/1

  • Munhu Akafa Zvatopera Here? 1/1

  • Mutemo Wakapiwa vaIsraeri Wainge Wakanaka? 9/1

  • Ndiani Ari Kutonga Nyika? 5/1

  • Ndichazomboona Madzitateguru Angu Here? 6/1

  • “Ndingaita Seiko Chinhu Ichi Chakaipa Kwazvo?” (Josefa), 11/1

  • Nei Tichifanira Kunyengetera? Sei? 7/1

  • Nei Tichifanira Kunyengeterera Umambo Kuti Huuye? 10/1

  • Nei Vanhu Vaityorwa Makumbo Pavaiurayiwa? 5/1

  • Ngirozi, 9/1

  • ‘Njere Dzinodzora Kutsamwa,’ 12/1

  • Nyika Yakasikirwei, 6/1

  • Pane Anoziva Ramangwana Here? 5/1

  • Satani Ariko Here? 11/1

  • Sei Zvakaipa Zvichiitika Kuvanhu Vakanaka? 7/1

  • Tariro Yokumutswa Kwevakafa, 1/1

  • “Teererai Hope Idzi” (Josefa), 8/1

  • Thomas Emlyn, 4/1

  • Umambo hwaMwari Hungakubatsira Sei? 10/1

  • Umambo hwaMwari Hwakatanga Kutonga Riini? 10/1, 11/1

  • Unofanira Kuranga Sei Vana? 7/1

  • Vanhu Vachaparadza Pasi Zvokusagadzirisika Here? 9/1

  • Varanda muRoma, 4/1

  • Varume Vatatu Vaitsvaka Chokwadi Kuma1500, 6/1

  • Vavaki Vengarava Vekare Vaiitei Kuti Dzisapinda Mvura? 7/1

  • Zvinopiwa Zvepatemberi, 2/1

  • Zvipfuramabwe Zvomuhondo Dzekare, 5/1

JEHOVHA

  • Akamboita Sei? 1/1

  • Ane Hanya Newe? 8/1

  • Anokomborera Vane Mwoyo Unoda, 12/15

  • Anonzwa Sei Vanhu Pavanodzvinyirirwa? 1/1

  • “Kufadza kwaJehovha” (Pis 27:4), 2/15

  • Ndiani Akasika Mwari? 8/1

  • Nei Achibvumira Vane Simba Kudzvinyirira Vasina 2/1

  • Nei Achibvumira Kutambura, 1/1

  • Ona Mwari Asingaoneki, 7/1

  • Unogona Kuva Pedyo naMwari, 12/1

  • Vana Vanodzidza Sei Kumuda, 12/1

  • Zvawakaitirwa naMwari, 3/1

JESU KRISTU

  • Achaitei Mune Ramangwana? 4/1

  • Ari Kuitei Iye Zvino, 4/1

  • Chiitiko Chausingafaniri Kupotsa (Chirangaridzo), 3/1

  • Kubatsirwa Nerufu rwaJesu, 3/1

  • Nei Akamutsa Vakafa? 11/1

  • Tinofanira Kuyeuka Sei Rufu rwaJesu? 3/1

MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI

  • Jehovha anorega vaKristu vachishaya zvokudya? (Pis 37:25; Mt 6:33), 9/15

  • Rakeri aichema vanakomana here? (Jer 31:15), 12/15

  • Vachamutsirwa panyika “havazoroori kana kuroorwa” here? (Ru 20:34-36), 8/15

  • Vakuru nevashumiri vanoshumira vanogadzwa sei? 11/15

  • Zvaiita kuti vaJudha ‘vatarisire’ Mesiya? (Ru 3:15), 2/15

  • Zvakakodzera here kupisa chitunha? 6/15

  • Zvapupu zviviri ndivanaani? (Zva 11:3-12), 11/15

NYAYA DZOKUDZIDZA

  • Batana Nevamwe Kuti Uzopona Pachaparadzwa Nyika Ino, 12/15

  • Batsira Vamwe Kuti Vaite Zvakawanda Muungano, 6/15

  • Fungai Vaya Vari Mubasa Renguva Yakazara, 9/15

  • Hapana Munhu Anogona Kushandira Vanatenzi Vaviri, 4/15

  • “Ida Jehovha Mwari Wako,” 6/15

  • “Ida Muvakidzani Wako Sezvaunozviita,” 6/15

  • “Imi Muri Zvapupu Zvangu,” 7/15

  • Inzwa Inzwi raJehovha Chero Kwaunenge Uri, 8/15

  • Itira Vamwe Zvaunoda Kuti Vakuitirewo Paunenge Uchiparidza, 5/15

  • Iva Akashinga Kwazvo Jehovha Ndiye Mubatsiri Wako! 4/15

  • Iva Nokutenda Kwakasimba muUmambo, 10/15

  • Jehovha Anoswedera Sei Pedyo Nesu? 8/15

  • Jehovha Anotipa Zvatinoda Uye Anotidzivirira, 2/15

  • “Jehovha Anoziva Vaya Vari Vake,” 7/15

  • Jehovha iShamwari Yedu Yepamwoyo, 2/15

  • Jehovha ndiMwari Akarongeka, 5/15

  • Koshesa Chikomborero Chako Chokushanda naJehovha! 10/15

  • Kuchengeta Vakwegura, 3/15

  • Kumutswa kwaJesu Kunotibatsira Sei? 11/15

  • Kusarudza Nokuchenjera Uchiri Muduku, 1/15

  • Kushumira Jehovha Mazuva Okutambudzika Asati Auya, 1/15

  • Muchava “Umambo hweVapristi,” 10/15

  • “Muchava Zvapupu Zvangu,” 7/15

  • Muvengi Wokupedzisira, Rufu, Achaparadzwa, 9/15

  • Namata Jehovha, Mambo Asingagumi, 1/15

  • Nei Tichifanira Kuva Vatsvene? 11/15

  • Ngatifarirei Kuroora kweGwayana! 2/15

  • “Pfungwa Dzenyu Ngadzirambe Dziri Pazvinhu Zviri Kumusoro,” 10/15

  • Ramba Uchishumira Mwari Pasinei ‘Nematambudziko Mazhinji,’ 9/15

  • Remekedzai Vakwegura Vari Pakati Penyu, 3/15

  • Rumbidzai Kristu, Mambo Anokudzwa! 2/15

  • Shandisa Shoko raMwari Nokuti Ibenyu! 8/15

  • ‘Teerera Unzwisise,’ 12/15

  • Tevedzera Kutenda kwaMosesi, 4/15

  • Tinofanira ‘Kupindura’ Sei Munhu Mumwe Nomumwe? 5/15

  • Tinofanira Kuva Vatsvene Pane Zvose Zvatinoita, 11/15

  • “Umambo Hwenyu Ngahuuye” Asi Huchauya Rini? 1/15

  • Unokoshesa Zvawakapiwa Here? 12/15

  • Unonyatsodavira Here Kuti Wakawana Chokwadi? Nei? 9/15

  • Unonzwisisa Here Kuti Nei Jehovha Achititarisa? 4/15

  • ‘Unonzwisisa Zvinorehwa’ neMagwaro Here? 12/15

  • Unoona “Uyo Asingaoneki” Here? 4/15

  • Unoona Vasina Simba Sezvinoita Jehovha Here? 6/15

  • Uri Kufambirana Nesangano raJehovha Here? 5/15

  • Vabereki Chengetai Vana Venyu Sezvinoita Mufudzi, 9/15

  • Vakadzi Vanoitei Pakuzadziswa Kwechinangwa chaJehovha? 8/15

  • “Vanhu Avo Mwari Wavo Ari Jehovha,” 11/15

  • Vanhu vaJehovha Vanoramba “Zvinhu Zvisina Kururama,” 7/15

  • Wakabatsirwa Sei Nemakore 100 Okutonga kwoUmambo? 1/15

  • Zvatingaita Kuti Tirambe Tichishumira Jehovha Tichifara, 3/15

  • Zvatingaita Kuti Tirambe Tichizvipira, 3/15

  • “Zvino Mava Rudzi rwaMwari,” 11/15

NYAYA DZOUPENYU

  • Jehovha Akandibatsira (K. Little), 5/15

  • Kurwara Kunondisimbisa (M. Morlans), 3/1

  • Kuwana Makomborero Mubasa raMwari (P. Carrbello), 9/1

  • Kwandasvitswa Nebasa Renguva Yakazara (R. Wallen), 4/15

  • Ndakafirwa naBaba Ndikawana Vamwe Baba (G. Lösch), 7/15

  • Zvinhu Zvikuru Zvandaita Mubasa roUmambo (M. Olson), 10/15

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

  • Batsira muKristu Akarambana Nemumwe Wake, 6/15

  • ‘Dzoka Usimbise Hama’ 8/15

  • “Enzanisa Nzira” Kuti Ufambire Mberi, 6/15

  • ‘Hungu Asi Uchiti Aiwa’ Here? 3/15

  • Kubatsira Voukama Kuti Vave Zvapupu, 3/15

  • Kunamata Kwemhuri, 3/15

  • Kunda Muedzo, 4/1

  • Kuwana ‘Zvokudya Panguva Yakakodzera,’ 8/15

  • Mwoyo Unoda, 12/15

  • Unofanira Kuchinja Pfungwa Here? 12/15

  • Unofanira Kunyengetera Here? 4/1

  • Uri ‘Kutsvaka Kuva Mutariri’ Here? 9/15

  • ‘Zvokudya Zvangu Ndiko Kuita Kuda kwaMwari,’ 5/15

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

  • “Basa Rakakura Rokukohwa” (Brazil), 5/15

  • Bhaisikopo Rava Nemakore 100 (Photo-Drama), 2/15

  • Chiedza Chinosvika kuJapan, 11/15

  • Eureka Drama, 8/15

  • ‘Vaiziva Nzira’ (G. Pierce), 12/15

  • Vakazvipa kuMicronesia, 7/15

  • Vakazvipa kuTaiwan, 10/15

  • Vakazvipa kuWest Africa, 1/15

  • Zvandakasarudza Ndichiri Mudiki, 1/15

  • Zvinotenda Muna Jesu Here? 5/1

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe