Sumo
UNOFUNGEI?
Ndechipi chipo chikuru chatakapiwa naMwari?
Bhaibheri rinoti: “Mwari akada nyika kwazvo zvokuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga.”—Johani 3:16.
Magazini iyi inotsanangura kuti nei Mwari akatuma Jesu kuti azotifira uye kuti tingaratidza sei kuti tinotenda zvatakaitirwa.