RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp17 nha. 2 p. 16
  • Bhaibheri Rinotii?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhaibheri Rinotii?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2017
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Tiri kurarama “mumazuva okupedzisira” here?
  • Ramangwana rakamira sei?
  • Nyika Yava Kuda Kuguma Here?
    Bhaibheri Rinotidzidzisei?
  • Tiri Kurarama Mu“mazuva Okupedzisira” Here?
    Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
  • Chiratidzo ‘Chemazuva Ekupedzisira,’ Kana Kuti “Nguva Yekupedzisira” Ndechipi?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Donzo raMwari Richakurumidza Kuzadzikwa
    Chii Chiri Donzo Roupenyu? Unogona Sei Kuriwana?
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2017
wp17 nha. 2 p. 16
Vakuru nevadiki vachinakidzwa nekurarama muParadhiso

Vanhu vachapona pamazuva ekupedzisira vachagara muparadhiso pasi pano

Bhaibheri Rinotii?

Tiri kurarama “mumazuva okupedzisira” here?

Ungati kudii?

  • Ehe

  • Aiwa

  • Pamwe

Zvinotaurwa neBhaibheri

“Mumazuva okupedzisira nguva dzinonetsa dzakaoma kubata nadzo dzichasvika.” (2 Timoti 3:1) Kana tikatarisa zvakataurwa neBhaibheri nezviri kuitika munyika, tinonyatsoona kuti tatova “mumazuva okupedzisira.”

Ndezvipi zvimwe zvatinodzidza muBhaibheri?

  • Mazuva okupedzisira aizova nehondo, nzara, kudengenyeka kwenyika uye zvirwere zvinouraya.​—Mateu 24:3, 7; Ruka 21:11.

  • Mumazuva okupedzisira, vanhu vaizowedzera kuita zvinhu zvakashata uye vasingachadi zvekunamata.​—2 Timoti 3:2-5.

Ramangwana rakamira sei?

Vamwe vanoti . . . nyika ichaparara uye vanhu vose vachapararawo, asi vamwe vanoti zvinhu zvichanaka. Unotiwo kudii?

Zvinotaurwa neBhaibheri

“Vakarurama vachagara nhaka yenyika, vachagara mairi nokusingaperi.”​—Pisarema 37:29.

Ndezvipi zvimwe zvatinodzidza muBhaibheri?

  • Mazuva okupedzisira paachaguma, zvinhu zvose zvakaipa zvichabva zvapera.​—1 Johani 2:17.

  • Nyika ichava paradhiso.​—Isaya 35:1, 6.

Kuti uzive ‘nezvemazuva okupedzisira,’ verenga chitsauko 9 chebhuku iri, Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?, rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha

Rinowanikawo pawww.pr2711.com

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe