Sumo
UNOFUNGEI?
Mwari aida kuti tife here? Bhaibheri rinoti: “[Mwari] achapukuta misodzi yose pamaziso avo, rufu haruchazovipo.”—Zvakazarurwa 21:4.
Magazini ino inotsanangura kuti Bhaibheri rinoti chii chinoitika kana munhu afa.
Hapana vhidhiyo iripo.
Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.