Sumo
UNOFUNGEI?
Ndiani anokwanisa kupa chipo chakanakisisa muupenyu?
“Zvipo zvose zvakanaka nezvinopiwa zvose zvakakwana zvinobva kumusoro, nokuti zvinoburuka zvichibva kuna Baba vezviedza zvokudenga.”—Jakobho 1:17.
Magazini iyi inotibatsira kuti tikoshese chipo chikuru chatakapiwa naMwari.