RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 November p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • NHARIREYOMURINDI
  • DZIDZISA CHOKWADI
  • MHURI YENYU INOGONA KUFARA (hf)
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 November p. 1
Zvapupu zvekuGeorgia zvichiratidza munhu bhuku raMhuri Yenyu Inogona Kufara

Zvapupu zvekuGeorgia zvichiratidza munhu bhuku raMhuri Yenyu Inogona Kufara

Mharidzo Dzekuenzanisira

NHARIREYOMURINDI

Nharireyomurindi Nhamba 6 2017 | Ndechipi Chipo Chikuru Kupfuura Zvese?

Mubvunzo: Ndiani anokwanisa kupa chipo chakanakisisa muupenyu?

Rugwaro: Jak 1:17

Zvekutaura: Magazini iyi inotibatsira kuti tikoshese chipo chikuru chatakapiwa naMwari.

DZIDZISA CHOKWADI

Bhaibheri rakavhurika

Mubvunzo: Zita raMwari ndiani?

Rugwaro: Pis 83:18

Chokwadi: Zita raMwari ndiJehovha.

MHURI YENYU INOGONA KUFARA (hf)

Mhuri Yenyu Inogona Kufara

Sumo: Tiri kuratidza vamwe kavhidhiyo aka kari kutaura nezvemhuri. [Muratidze vhidhiyo yekusuma bhuku raMhuri Yenyu Inogona Kufara.]

Zvekutaura: Kana muchida bhuku rataurwa muvhidhiyo ndinogona kukupai uye kana muchida kuridhaunirodha ndinogona kukubatsirai.

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yemuushumiri uchitevedzera mharidzo dzekuenzanisira dziri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe