Zviri Mukati
VHIKI YAJULY 3-9, 2017
3 Kubatsira ‘Vatorwa’ Kuti ‘Vashumire Jehovha Vachifara’
VHIKI YAJULY 10-16, 2017
Nyaya yekutanga inotsanangura matambudziko anosangana nehama nehanzvadzi dzedu dzakapotera kune dzimwe nyika uye inoratidza zvatingaita kuti tidzibatsire. Nyaya yechipiri inoratidza kuti kushandisa mazano eBhaibheri kungabatsira sei vabereki vanenge vatamira kune dzimwe nyika kuti vaite zvisarudzo zvinobatsira vana vavo.
13 Nyaya Youpenyu—Kuva Matsi Hakuna Kunditadzisa Kudzidzisa Vamwe
VHIKI YAJULY 17-23, 2017
17 Usarega Rudo Rwako Ruchitonhora
VHIKI YAJULY 24-30, 2017
22 “Unondida Here Kupfuura Idzi?”
Kurarama munyika ino hakusi nyore kuvashumiri vaJehovha vese zvavo. Nyaya idzi dzinoratidza kuti kuramba tichida Jehovha, chokwadi cheBhaibheri uye hama dzedu kunotibatsira sei kurwisa mafungiro evanhu vari munyika ekungoita zvakavanakira chete. Nyaya idzi dzinotaurawo zvatingaita kuti tide Kristu kupfuura zvinhu zvenyika ino.
27 Gayo Akabatsira Sei Hama Dzake?