Zviri Mukati
VHIKI YAJANUARY 29, 2018–FEBRUARY 4, 2018
VHIKI YAFEBRUARY 5-11, 2018
Zvii zvakaitika kare zvakaita kuti vaKristu vave nechivimbo chekuti kuchava nerumuko? Zvinhu izvozvo uye kutenda kwevashumiri vainge vakatendeka zvinoita kuti uve netariro yakaita sei? Nyaya idzi dzinofanira kuita kuti unyatsova nechivimbo chekuti kuchava nerumuko.
14 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
16 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
VHIKI YAFEBRUARY 12-18, 2018
18 Vabereki—Batsirai Vana Venyu Kuti Vave ‘Vakachenjera Kuti Vawane Ruponeso’
VHIKI YAFEBRUARY 19-25, 2018
23 Vechidiki—“Rambai Muchishandira Kuponeswa Kwenyu”
Pazviuru zvevanhu vanobhabhatidzwa gore negore pane vechidiki vane makore anotangira pa13 kusvika pa19 uye vamwe vari pasi pemakore 13. Kubhabhatidzwa kunoita kuti munhu awane makomborero akawanda; asi pane zvimwe zvinhu zvaanotarisirwa kuita. Vabereki mungabatsira sei vana venyu kuti vave nechinangwa chekubhabhatidzwa? Vechidiki vakabhabhatidzwa uye vaya vari kufunga kubhabhatidzwa, mungasimbisa sei ushamwari hwenyu naJehovha?
28 Nyaya Yeupenyu—Kusiya Zvimwe Zvinhu Kuti Nditevere Tenzi