Yekudzidza
DECEMBER 2017
NYAYA DZEKUDZIDZA: JANUARY 29–FEBRUARY 25, 2018
© 2017 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
CÔTE D’IVOIRE
Côte d’Ivoire (iyo yaimbonzi Ivory Coast) inorima chaizvo bhinzi dzinonzi cocoa beans, idzo dzinoshandiswa kugadzira chocolate. Bhinzi dzacho dzinoomeserwa pazuva. Mumwe piyona ari kuratidza mushandi zviri mubhurocha raMashoko Akanaka
VAPARIDZI
11 133
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
28 274
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2016)
76 526
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.