RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/98 p. 2
  • Mashoko oUshe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mashoko oUshe
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1998
  • Mashoko Akafanana
  • Mashoko oUshe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1998
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1998
km 2/98 p. 2

Mashoko oUshe

Liberia: Hofisi yeBazu muMonrovia yakazarurwazve musi waSeptember 1, pashure pokuvharwa kwemwedzi 15 nemhaka yehondo yomukati menyika. Vakashuma nhamba yepamusorosoro yevaparidzi 1 977 muna September.

Mozambique: Nhamba yepamusoro itsva yevaparidzi 28 005 yakasvikwa muna September. Nhamba yepamusoro yekare yakanga iri 25 790 muna May 1975, naizvozvo iyi ichinjo huru munhau youbati ushe hwaMwari muMozambique.

Nepal: Nhamba itsva yevaparidzi 306 yakasvikwa muna September. Fundo dzeBhaibheri dzinoda kusvika 500 dziri kuitiswa panguva ino.

St. Helena: Imba imwe neimwe iri pachitsuwa chino yakapiwa kopi yeMashoko oUmambo turakiti Nha. 35.

Nyika dzinoverengeka dzakatanga gore rebasa nenhamba itsva dzevaparidzi dzinosvika kuwedzero ye5 muzana kupfuura avhareji yegore rapfuura: Hong Kong, 4 320; Madagascar, 8 749 (kubatanidza nhamba yepamusoro yemapiyona enguva dzose 912); Taiwan, 3 479.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe