RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/09 p. 4
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 3/09 p. 4

Zviziviso

◼ March: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Bishairirai kutanga zvidzidzo zveBhaibheri. April naMay: Magazini eNharireyomurindi neMukai! Pamunoshanyirazve vanhu vanofarira, kusanganisira vaya vanopinda Chirangaridzo kana kuti mumwewo wemisangano yedu asi vasingapindi nguva dzose, edzai kugovera bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Chinangwa chacho chinofanira kuva chokutanga kudzidza Bhaibheri muchishandisa bhuku iroro. June: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Kana vanasaimba vachitova nebhuku racho, vaparidzi vangagovera chero bhuku rine mapeji 192 rakadhindwa papepa rinochinja ruvara kana kuti rakabudiswa 1992 asati asvika.

◼ Vaparidzi vanofanira kupiwa magazini matsva eNharireyomurindi neMukai! paanongosvika. Izvi zvichaita kuti vanyatsoziva zviri mumagazini aya vasati vaagovera muushumiri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe