Purogiramu Yevhiki yaAugust 8
VHIKI INOTANGA NAAUGUST 8
Rwiyo 44 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 7 ¶14-18, mabhokisi ari pamap. 57-58 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 92-101 (10 min.)
Nha. 1: Pisarema 94:1-23 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Umambo hwaMwari Huchapa Vanhu Vose Zvokudya Uye Huchabvisa Urwere—rs-CA p. 352 ¶1-3 (5 min.)
Nha. 3: Ngwarira Simba Rinonyengera Repfuma—Mat. 13:22 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Farira Saimba. Hurukuro inobva mabhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 186-187. Enzanisirai pfungwa imwe kana mbiri dzirimo.
10 min: Zvinokurudzira Zvakaitika Pakutanga Kudzidza Nevanhu Bhaibheri. Kukurukurirana kuchaitiswa nemutariri webasa. Rumbidzai ungano nekutsigira urongwa hwokutanga kudzidza nevanhu Bhaibheri pamisi yoMugovera yokutanga yemwedzi. Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika pavaiparidza. Munogona kuita kuti chimwe kana zviviri pane zvakanyanya kunakidza zvienzanisirwe.
10 min: “Zita raMwari Ngaritsveneswe.” Mibvunzo nemhinduro. Zivisai mazuva egungano redunhu kana mava kuziva kuti achaitwa rini.
Rwiyo 112 Nemunyengetero