Purogiramu Yevhiki yaAugust 15
VHIKI INOTANGA NAAUGUST 15
Rwiyo 39 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 8 ¶1-7, mabhokisi ari pamap. 61-62 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 102-105 (10 min.)
Nha. 1: Pisarema 105:1-24 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Nei Tisingafaniri Kutarira Shure Tichida Zvinhu Zvatakasiya Kuti Tishumire Jehovha—Ruka 9:62 (5 min.)
Nha. 3: Umambo hwaMwari Huchaita Kuti Vanhu Vose Vawane Pokugara, Mabasa Uye Kuchengeteka—rs-CA p. 352 ¶4-7 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Batsira Vanofarira Kuti Vabudirire. Hurukuro inobva mabhuku reChikoro Choushumiri papeji 187, ndima 6, kusvika kupeji 188, ndima 3.
20 min: “Jehovah’s Witnesses—Organized to Share the Good News.” Mibvunzo nemhinduro. Shandisai mashoko ari mundima yokutanga neyokupedzisira kuti mupe sumo nemhedziso pfupi. Tinokurudzira vose kuti vaone vhidhiyo iyi. Kana musingakwanisi kuiona, kurukurai Chitsauko 1 chiri mubhuku raTakarongwa mapeji 5-10.
Rwiyo 47 Nemunyengetero