Purogiramu Yevhiki yaOctober 3
VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 3
Rwiyo 133 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 10 ¶10-21 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Zvirevo 1-6 (10 min.)
Nha. 1: Zvirevo 6:1-19 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Pana VaRoma 8:26, 27, Tinovimbiswa Sei Kuti Mwari Anotida? (5 min.)
Nha. 3: Kutanga Kutonga kweUmambo hwaMwari Kuchamirira Kuti Nyika Itendeuke Here?—rs-CA p. 355 ¶4-5 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Verengai Ruka 5:12, 13 uye Ruka 8:43-48. Kurukurai kuti nyaya idzi dzingatibatsira sei muushumiri hwedu.
10 min: Zvomuungano Yenyu.
10 min: Ivai Netsika Dzakanaka Muushumiri. (2 VaK. 6:3) Kukurukurirana muchishandisa mibvunzo inotevera: (1) Nei zvichikosha kuti tive netsika dzakanaka patinenge tichiparidzira? (2) Tingaratidza sei kuti tine tsika dzakanaka (a) patinosvika mundima yatichaparidza? (b) patinenge tichibva paimba tichienda pane imwe? (c) patinenge takamira pasuo? (d) mumwe wedu paanenge achiparidzira? (e) saimba paanenge achitaura? (f) saimba paanenge akabatikana kana kuti mamiriro ekunze paanenge asina kunaka? (g) kana saimba akasatiremekedza?
Rwiyo 16 Nemunyengetero