RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/14 p. 8
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 6/14 p. 8

Zviziviso

◼ Zvichagoverwa muna June: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? kana kuti rimwe rematurakiti akabudiswa pamagungano emunharaunda a2013. July: Bhurocha raMashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! August: Mushandirapamwe unokosha wekugovera turakiti rine musoro unoti, Ndekupi Kwatingawana Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Yeupenyu? September: Magazini eNharireyomurindi neAwake!

◼ Kutanga nemakirasi achaitwa gore rebasa ra2014 rava kunopera, Chikoro Chebasa Roupiyona chichange chava kuitwa mumazuva matanhatu, kubva musi weMuvhuro kusvika Mugovera.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe