RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/14 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 7
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 7
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 6/14 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaJuly 7

VHIKI INOTANGA NAJULY 7

Rwiyo 99 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 9 ¶21-24, bhokisi riri pap. 96 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Revhitiko 17-20 (10 min.)

Nha. 1: Revhitiko 19:19-32 (4 min. zvichidzika)

Nha. 2: Nei VaKristu Vakazodzwa Kana Kuti “Vasande,” Vachinzi Vane Chivi?—rs p. 409 ¶3 (5 min.)

Nha. 3: Zvinotaura Bhaibheri Nezvengirozi Dzakapanduka—td 7C (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 14

10 min: Govera Magazini Muna July. Kukurukurirana. Tangai nokuenzanisira kuti magazini acho angagoverwa sei muchishandisa mharidzo mbiri dzokuenzanisira dziri papeji ino. Zvadaro, ongororai mharidzo dzacho dzokuenzanisira kubva padzinotangira kusvika padzinoperera. Pedzisai nokukurudzira vateereri kuti vanyatsoziva zvakaita magazini acho uye kuti vashingaire kuagovera.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Takaita Sei? Kukurukurirana kunoitiswa nemunyori. Taurai zvakaitwa mumwaka weChirangaridzo, uye rumbidzai ungano nekushanda kwayakaita. Kumbirai vateereri kuti vataure zvakavanakidza pakugovera mapepa ekukoka vanhu kuChirangaridzo kana kuti pavaiita upiyona hwebetsero.

Rwiyo 123 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe