Purogiramu Yevhiki yaNovember 10
VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 10
Rwiyo 99 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cl chits. 15 ¶20-23, bhokisi riri pap. 157 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Dheuteronomio 19-22 (10 min.)
Nha. 1: Dheuteronomio 22:20-30 (4 min. zvichidzika)
Nha. 2: Kukanganisa Kunoita Chivi Ukama Hwedu naMwari—rs p. 65 ¶1–4 (5 min.)
Nha. 3: Kunamata Mifananidzo Kwakaipirei?—td 27B (5 min.)
Musangano Webasa:
10 min: Kubvunza Mutariri Webasa. Basa renyu rinosanganisirei? Pamunoshanyira boka rekuparidza, zvii zvamunoita? Vari muboka racho vangaitei kuti vanyatsobatsirwa? Munobatsira sei muparidzi anokukumbirai kuti mumubatsire pane zvinomunetsa muushumiri?
20 min: “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kufarira Munhu.” Kukurukurirana. Mapedza kukurukura nyaya yacho, ivai nemuenzaniso une zvikamu zviviri. Muchikamu chekutanga, itai kuti muparidzi ape saimba zviri kugoverwa mwedzi iwoyo, asingaratidzi kumufarira. Muchikamu chechipiri, muparidzi wacho ngaadzokorore zvaaita, asi panguva ino achiratidza kuti anofarira saimba.
Rwiyo 84 Nemunyengetero