RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/15 p. 7
  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 30
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMARCH 30
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 3/15 p. 7

Purogiramu Yevhiki yaMarch 30

VHIKI INOTANGA NAMARCH 30

Rwiyo 57 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 22 ¶9-17 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Samueri 14-15 (8 min.)

Nha. 1: 1 Samueri 14:36-45 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Vanonzi Nhengo Dzemuviri waKristu Ndivo Chete Vanoenda Kudenga—td 41B (5 min.)

Nha. 3: Kuzadziswa Kweuprofita Hwemazuva Ekupedzisira—igw p. 13 ¶1 (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Gadzirira Kuita Mabasa Ose Akanaka.”—Tito 3:1.

Rwiyo 37

15 min: Mamwe Mavhidhiyo Ekushandisa Muushumiri Akawedzerwa Pajw.org. Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo yaZvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei?, mokurukura kuti ingashandiswa sei muushumiri. Kana mapedza, itaiwo zvimwe chete nevhidhiyo yaChii Chinoitwa paImba yoUmambo? Ivai nemuenzaniso mumwe chete.

15 min: “Shandisa Kabhuku kaZviri muShoko raMwari Pakutanga Kukurukura Nevanhu.” Mibvunzo nemhinduro. Kumbirai kuti vateereri vataure zvimwe zvavangaita pakushandisa kabhuku kaZviri muShoko raMwari muushumiri. Ivai nemuenzaniso mumwe chete.

Rwiyo 114 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe