RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 February p. 6
  • February 22-28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 22-28
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 February p. 6

February 22-28

NEHEMIYA 12-13

  • Rwiyo 106 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvidzidzo Zviri Mubhuku raNehemiya”: (10 min.)

    • Ne 13:4-9​—Usashamwaridzana nevakaipa (w13 8/15 4 ¶5-8)

    • Ne 13:15-21​—Isa zvinhu zvokunamata pokutanga (w13 8/15 5-6 ¶13-15)

    • Ne 13:23-27​—Ramba uchizivikanwa semuKristu (w13 8/15 6-7 ¶16-18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ne 12:31​—Mapoka maviri evaimbi aiimba sei? (it-2-E 454 ¶1)

    • Ne 13:31b​—Nehemiya akakumbira Jehovha chii? (w11 2/1 14 ¶3-5)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Ne 12:1-26 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa munhu pepa rekumukoka kuChirangaridzo asi munhu wacho achiratidza kuti haasi kunyatsofarira.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min. zvichidzika) Ipa munhu pepa rekumukoka kuChirangaridzo. Munhu wacho anoratidza kunyatsofarira wobva wamupawo Nharireyomurindi. Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) Tsanangurira munhu waunodzidza naye Bhaibheri nezveChirangaridzo, uchishandisa bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei?, peji 206-208. Udza mudzidzi zvaunogonawo kuita kuti umubatsire kuti akwanise kuuya.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 5

  • “Koka Munhu Wese Wemundima Yenyu kuChirangaridzo!”: (15 min.) Kukurukurirana. Tsanangurai kuti ungano ichashanda sei ndima yenyu kuti iipedze. Pamunenge muchikurukura chikamu chakanzi “Zvatingaita,” ratidzai vateereri vhidhiyo yeChirangaridzo. Kurudzirai vose kuti vashande nesimba pamushandirapamwe uyu uye vadzokere kune vanenge vafarira. Ivai nemuenzaniso.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 9 ¶14-24 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 147 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe