September 5-11
Pisarema 119
Rwiyo 48 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Famba Mumutemo waJehovha”: (10 min.)
Pis 119:1-8—Mufaro wechokwadi unobva pakufamba kwatinoita mumutemo waMwari (w05 4/15 10 ¶3-4)
Pis 119:33-40—Shoko raMwari rinotipa ushingi hwekukunda miedzo yatinosangana nayo (w05 4/15 13 ¶12)
Pis 119:41-48—Kuziva chokwadi chiri muShoko raMwari kunotipa chivimbo chokuti tiparidze (w05 4/15 13 ¶13-14)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Pis 119:71—Kutambura kunogona kutibatsirei? (w06 9/1 14 ¶4)
Pis 119:96—Mashoko okuti “ndakaona kukwana kwose kuchiguma” anorevei? (w06 9/1 14 ¶5)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 119:73-93
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 69
“Kana Padhoo Pakadairwa Nemwana”: (5 min.) Hurukuro.
Zvomuungano Yenyu: (10 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb16 peji 59 ndima 4-peji 62 ndima 2)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 23 ¶15-29, uye kudzokorora chitsauko chacho)
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.
Rwiyo 13 Nemunyengetero