September 26–October 2
MAPISAREMA 142-150
Rwiyo 134 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Mukuru Uye Anofanira Kurumbidzwa Kwazvo”: (10 min.)
Pis 145:1-9—Ukuru hwaJehovha hahuna pahunogumira (w04 1/15 10 ¶3-4; 11 ¶7-8; 14 ¶20-21; 15 ¶2)
Pis 145:10-13—Vanhu vaJehovha vakavimbika vanomurumbidza (w04 1/15 16 ¶3-6)
Pis 145:14-16—Jehovha anotsigira uye anochengeta vanhu vake vakavimbika (w04 1/15 17-18 ¶10-14)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Pis 143:8—Vhesi iyi inotibatsira sei kuti tirarame zuva rimwe nerimwe tichikudza Mwari? (w10 1/15 21 ¶1)
Pis 150:6—Vhesi yekupedzisira yebhuku raMapisarema inotiudza kuti tiitei? (it-2-E 448)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 145:1-21
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) 1Pe 5:7—Dzidzisa Chokwadi.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Pis 37:9-11—Dzidzisa Chokwadi.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 9, mubvunzo 2—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 99
“Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kukurudzira Vanofarira Kuti Vapinde Misangano”: (15 min.) Kukurukurirana. Ipai vateereri pepa rekukoka vanhu kumisangano, uye kurukurai muchidimbu zviri papeji 2. Varatidzei vhidhiyo yemuparidzi anenge achikoka munhu waanogara achiendesera magazini. Pedzisai nekukurukura bhokisi rakanzi “Zvatichapa Vanhu Muna October: Pepa Rekukoka Vanhu Kumisangano.”
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 1 ¶11-20, chati yakanzi “Gorosi neMasora” uye yakanzi “Chizvarwa”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 145 Nemunyengetero
Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva rwose kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.