RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 July p. 6
  • Umambo Ndehwemunhu Ane Kodzero Yepamutemo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Umambo Ndehwemunhu Ane Kodzero Yepamutemo
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • ‘Kutsigira Mashoko Akanaka Nekushandisa Mutemo Kuitira Kuti Asarambidzwa’
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 26—Ezekieri
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • Kubatsirwa Kwatinoitwa naJehovha Kuti Tiite Ushumiri Hwedu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
  • Ezekieri Ainakidzwa Nekuparidza Mashoko aMwari
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 July p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 21-23

Umambo Ndehwemunhu Ane Kodzero Yepamutemo

Rakaprindwa

Jesu ndiye aiva ‘nekodzero yepamutemo’ yekuva mambo maererano neuprofita hwaEzekieri.

  • Judha

    Ge 49:10

    Mesiya akabva nekudzinza raani?

  • Dhavhidhi

    2Sa 7:12, 16

    Umambo hwaani hwaizogara nekusingagumi?

  • Josefa

    Mt 1:16

    Kuratidza kuti Jesu ndiye aiva nekodzero yekugara pachigaro cheumambo chaDhavhidhi, Mateu akati Mesiya aizouya achibva nekunaani?

Jesu

Tinodzidzei nezvaJehovha pakugadza kwaakaita Jesu kuti ave mambo zviri pamutemo?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe