September 18-24
DHANIERI 1-3
Rwiyo 148 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Tikavimbika Kuna Jehovha Tinokomborerwa”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raDhanieri.]
Dha 3:16-20—Shamwari dzaDhanieri dzakaramba dzakavimbika kuna Jehovha kunyange zvazvo zvakanga zvisiri nyore (w15 7/15 25 ¶15-16)
Dha 3:26-29—Kuvimbika kwavo kwakaita kuti Jehovha arumbidzwe uye akavakomborera (w13 1/15 10 ¶13)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Dha 1:5, 8—Chii chakaita kuti Dhanieri neshamwari dzake nhatu vafunge kuti zvekudya zvavakapiwa namambo zvaizovasvibisa? (it-2-E 382)
Dha 2:44—Nemhaka yei Umambo hwaMwari huchizoparadza hurumende dziri panyika? (w12 6/15 17, bhokisi; w01 10/15 6 ¶4)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Dha 2:31-43
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Isa 40:22—Dzidzisa Chokwadi—Siya pekuzotangira.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) VaR 15:4—Dzidzisa Chokwadi—Musiyire kadhi reJW.ORG.
Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w17.02 29-30—Musoro: Jehovha Anogara Aongorora Kuti Ndezvipi Zvatinogona Kutsungirira Obva Asarudza Miedzo Yatichasangana Nayo Here?
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Iva Akavimbika Paunoedzwa”: (8 min.) Kukurukurirana.
“Ramba Wakavimbika Kana Hama Yako Ikadzingwa”: (7 min.) Kukurukurirana.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr “Chikamu 6—Kutsigira Umambo—Kuvaka Nzvimbo Dzekunamatira Uye Kubatsira Vanenge Vawirwa Nenjodzi,” chits. 18 ¶1-8
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 72 Nemunyengetero