PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MIKA 1-7 Jehovha Anodei Kwatiri? 6:6-8 Jehovha haadi kuti tiite zvinhu zvatisingakwanisi nekuti anoziva patinogumira. Chimwe chinhu chinodiwa naMwari pakunamata kwechokwadi kubata hama nehanzvadzi dzedu zvakanaka. Kana tikaita izvi, Jehovha anogamuchira zvibayiro zvedu.