RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 November p. 6
  • November 27–December 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 27–December 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 November p. 6

November 27–December 3

NAHUMI 1–HABHAKUKI 3

  • Rwiyo 129 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ramba Wakamuka Pakunamata Uye Uchishingaira”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raNahumi.]

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raHabhakuki.]

    • Ha 2:1-4​—Kuti tizopona pazuva raJehovha rekutonga riri kuuya, tinofanira ‘kuramba takarimirira’ (w07 11/15 10 ¶4-6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Na 1:8; 2:6​—Ninivhi rakaparadzwa sei? (w07 11/15 9 ¶2)

    • Ha 3:17-19​—Kunyange tingasangana nematambudziko Amagedhoni isati yaitika uye painenge ichiitika, tinogona kuva nechivimbo chei? (w07 11/15 10 ¶11)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ha 2:15–3:6

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) hf​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) hf​—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira bhuku iri.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w16.03 23-25​—Musoro: Unogona Kubatsira Muungano Yenyu Here?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 21

  • “Ramba Wakamuka Pane Zvekunamata Uye Uchishingaira Zvinhu Pazvinochinja”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuramba Takasimba Mune Zvekunamata Pasinei Nekutama.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 22 ¶1-7

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.) Udzai ungano kuti muna December tinenge tichipa vanhu Mukai! ine nyaya inoti “Nyika Haichadzoreki Here?” Vhidhiyo yacho yemharidzo yekuenzanisira yatichakurukura pamusangano unotevera wepakati pevhiki ichawanika paJW Library kutanga musi wa30 November. Vaparidzi vanofanira kuedza kupa vanhu vakawanda Mukai! iyi.

  • Rwiyo 142 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe