RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 January p. 4
  • January 15-21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 15-21
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 January p. 4

January 15-21

MATEU 6-7

  • Rwiyo 21 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo”: (10 min.)

    • Mt 6:10—Pazvinhu zvakatanga kutaurwa mumunyengetero wekuenzanisira, pakataurwa nezveUmambo, kuratidza kuti hunokosha (bh 169 ¶12)

    • Mt 6:24—Hatigoni kushandira Mwari pamwe chete “nePfuma” (“muranda” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 6:24, nwtsty)

    • Mt 6:33—Jehovha anoita kuti vashumiri vake vakavimbika, vanoisa Umambo pakutanga vawane zvavanoda pakurarama (“Rambai . . . muchitsvaka,” “umambo,” “kwake,” “kururama” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 6:33, nwtsty; w16.07 12 ¶18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 7:12—Tingashandisa sei vhesi iyi patinenge tichigadzirira mharidzo dzemuushumiri? (w14 5/15 14-15 ¶14-16)

    • Mt 7:28, 29—Vanhu vakanzwa sei nemadzidzisiro aJesu, uye chii chakaita kuti vadaro? (“rakashamiswa,” “madzidzisiro ake,” “kwete sevanyori vavo” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 7:28, 29, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 6:1-18

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wawakamboona pekutanga haapo asi pane hama yake.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidza vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 118

  • “Musazvidya Mwoyo”: (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Zvatinodzidza Pamifananidzo yaJesu—Tarisai Shiri Nemaruva Emusango.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 4

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 132 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe