RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 March p. 3
  • March 12-18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 12-18
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 March p. 3

March 12-18

MATEU 22-23

  • Rwiyo 30 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Teerera Mirayiro Mikuru Miviri”: (10 min.)

    • Mt 22:36-38​—Kuteerera murayiro mukuru uye wekutanga kunosanganisirei? (“mwoyo,” “mweya,” “pfungwa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 22:37 nwtsty)

    • Mt 22:39​—Ndeupi murayiro mukuru wechipiri? (“Wechipiri,” “muvakidzani” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 22:37 nwtsty)

    • Mt 22:40​—Zvinhu zvinotaurwa muMagwaro ese echiHebheru zvinoratidza rudo rwuna Jehovha uye zvaanoda kuti tiitirewo vamwe (“mutemo . . . uye Zvakanyorwa nevaprofita,” “zvakavakirwa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 22:40 nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 22:21​—“Zvinhu zvaKesari” ndezvipi, uye “zvinhu zvaMwari” ndezvipi? (“zvinhu zvaKesari kuna Kesari,” “zvinhu zvaMwari kuna Mwari” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 22:21 nwtsty)

    • Mt 23:24​—Jesu airevei paakataura mashoko aya? (“vanomimina unyunyu asi vachimedza ngamera” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 23:24 nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 22:1-22

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 186-187 ¶7-9​—Kurudzira mudzidzi kukoka shamwari dzake kuChirangaridzo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 96

  • “Zvatingaita Kuti Tide Mwari Nemuvakidzani”: (15 min.) Kukurukurirana. Ridzai nyaya yakanzi Jehovha Ndiye Chete Mwari Wechokwadi kuti muratidze kuti kufungidzira kunobatsira sei patinoverenga nyaya dziri muBhaibheri. Vateereri ngavafambirane nezvinenge zvichiverengwa pana 1 Madzimambo 18:17-46.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 12

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 52 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe