RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 April p. 4
  • April 16-22

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 16-22
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 April p. 4

April 16-22

MAKO 1-2

  • Rwiyo 130 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvivi Zvako Zvakanganwirwa”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raMako.]

    • Mk 2:3-5​—Jesu akakanganwira zvivi zvemurume aiva akaoma rutivi (jy 67 ¶3-5)

    • Mk 2:6-12​—Jesu akaratidza kuti ane simba rekukanganwira zvivi nekuporesa kwaakaita murume aiva akaoma rutivi (“Ndezvipi zviri nyore” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 2:9 nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mk 1:11​—Mashoko akataurwa naJehovha kuna Jesu airevei? (“inzwi rakabva kumatenga,” “Ndiwe Mwanakomana wangu,” “ndakufarira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 1:11 nwtsty)

    • Mk 2:27, 28​—Nei Jesu akazviti “Ishe. . . wesabata”? (“Ishe . . . wesabata” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 2:27, 28 nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mk 1:1-15

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 44

  • “Handina Kuuya Kuzoshevedza Vanhu Vakarurama, Asi Vatadzi”: (7 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kutanga Upenyu Hutsva Mujeri. Kana yapera, bvunzai kuti: Chii chakabatsira Donald kuti awane mufaro wechokwadi? Patinenge tichiparidza, tingaratidza sei kuti hatisaruri?​—Mk 2:17.

  • Jehovha Anokanganwira “Zvikuru”: (8 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Jehovha, Ndichakuisai Pekutanga. Kana yapera, bvunzai kuti: Nei Anneliese akafunga zvekudzoka kuna Jehovha uye akazviita sei? (Isa 55:6, 7) Ungashandisa sei zvakaitika kwaari kuti ubatsire vaya vanenge vasiya Jehovha?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 17

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 86 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe