RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 June p. 6
  • June 25–July 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 25–July 1
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 June p. 6

June 25–July 1

RUKA 4-5

  • Rwiyo 37 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kunda Miedzo Sezvakaitwa naJesu”: (10 min.)

    • Ru 4:1-4—Jesu haana kukundwa nekuchiva kwenyama (w13 8/15 25 ¶8)

    • Ru 4:5-8—Jesu haana kunyengedzwa nekuchiva kwemaziso (w13 8/15 25 ¶10)

    • Ru 4:9-12—Jesu haana kukundwa nemuedzo wekuda kushamisira [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Rusvingo Rwetemberi.] (nwtsty mapikicha nemavhidhiyo; w13 8/15 26 ¶12)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ru 4:17—Chii chinoratidza kuti Jesu ainyatsoziva Shoko raMwari? (“mupumburu womuprofita Isaya” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 4:17, nwtsty)

    • Ru 4:25—Nzara yakaitika kwenguva yakareba sei mumazuva aEriya? (“kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 4:25, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 4:31-44

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Musiyire kadhi reJW.ORG.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 28

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 28

  • “Zvaunofanira Kungwarira Pakushandisa Social Network”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Chenjerera Pakushandisa Social-Network.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 26

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 105 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe