RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 June p. 6
  • Kunda Miedzo Sezvakaitwa naJesu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kunda Miedzo Sezvakaitwa naJesu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Musada Nyika Kana Zvinhu Zviri Munyika
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Funga Kuti Unofanira Kuva Munhu Worudzii
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Ida Kururama Uvenge Kusateerera Mutemo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Ndingakunda Sei Miedzo?
    Vechidiki Vanobvunza Kuti
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 June p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RUKA 4-5

Kunda Miedzo Sezvakaitwa naJesu

Satani anoshandisa zvido zvenyama kuti akanganise ushamwari hwedu naJehovha. Anotarisa zvinodiwa nemunhu mumwe nemumwe, oshandisa izvozvo.

Jesu akashandisa chombo chipi chine simba kukunda miedzo mitatu inowanzoshandiswa naSatani? (VaH 4:12; 1Jo 2:15, 16) Ndingatevedzerawo sei Jesu?

  • Jesu achiramba kuchinja matombo kuita chingwa

    4:1-4

    “Kuchiva kwenyama”

  • Jesu achiramba muedzo waSatani wekupiwa umambo hwese hwenyika

    4:5-8

    “Kuchiva kwemaziso”

  • Jesu ari parusvingo rwetemberi

    4:9-12

    “Kushamisira”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe