November 26–December 2
MABASA 6-8
Rwiyo 124 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ungano Itsva yechiKristu Inoedzwa”: (10 min.)
Mab 6:1—Chirikadzi dzaitaura chiGiriki dzaisarurwa muungano (bt 41 ¶17)
Mab 6:2-7—Vaapostora vakagadzirisa dambudziko racho (bt 42 ¶18)
Mab 7:58–8:1—Ungano yakatanga kutambudzwa zvikuru
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mab 6:15—Zvinorevei kuti chiso chaStefani chakanga “chakaita sechiso chengirozi”? (bt 45 ¶2)
Mab 8:26-30—Zvii zviri kuitwa nevaKristu mazuva ano zvakafanana nezvakaitwa naFiripi? (bt 58 ¶16)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 6:1-15
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumusangano.
Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda kupindura mubvunzo wakasiyiwa pakudzokera kechipiri, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 33 ¶16-17
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Kuzadza Ruoko Nechipo chaJehovha”: (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemukuru. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi ‘Kuzadza Ruoko Nechipo chaJehovha’. Verengai tsamba yakabva kuhofisi yebazi iri kutenda zvipo zvakapiwa mugore rebasa rapfuura. Kurukurai kuti kupa zvipo kwakanakirei. Taurai mari dzinofanira kubhadharwa neungano yenyu mwedzi wega wega. Kurukurai kuti tingapa zvipo sei uye kuti mari idzodzo dzinoshandiswa sei. Rumbidzai ungano nekupa kwainoita.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 43 ¶19-29
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 67 Nemunyengetero