RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 January p. 4
  • January 21-27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 21-27
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 January p. 4

January 21-27

MABASA 25-26

  • Rwiyo 73 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Pauro Anokwidza Nyaya Yake Kuna Kesari Uye Anoparidzira Mambo Herodhi Agripa”: (10 min.)

    • Mab 25:11​—Pauro akashandisa kodzero yake ndokukwidza nyaya yake kuna Kesari (bt 198 ¶6)

    • Mab 26:1-3​—Pauro akadzivirira chokwadi neunyanzvi pamberi paMambo Herodhi Agripa (bt 198-201 ¶10-16)

    • Mab 26:28​—Zvakataurwa naPauro zvakabaya mwoyo wamambo (bt 202 ¶18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mab 26:14​—Chii chinonzi ‘chibayiso’? (“kuramba uchikava zvibayiso” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 26:14, nwtsty)

    • Mab 26:27​—Nei Mambo Agripa akaomerwa nekupindura Pauro paakabvunzwa kana aitenda muvaprofita? (w03 11/15 16-17 ¶14)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 25:1-12 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 2)

  • Paunodzokera Kekutanga: (4 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Muratidze bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? (th chidzidzo 3)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 38

  • “Kunyoreswa Zviri Pamutemo Kwebasa Redu muQuebec”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 51

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 122 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe