RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 February p. 4
  • February 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 February p. 4

February 11-17

VAROMA 4-6

  • Rwiyo 20 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mwari Anoratidza Rudo Rwake Kwatiri”: (10 min.)

    • VaR 5:8, 12​—Jehovha akatida “tichiri vatadzi” (w11 6/15 12 ¶5)

    • VaR 5:13, 14​—Chivi nerufu zvakatonga samambo (w11 6/15 12 ¶6)

    • VaR 5:18, 21​—Jehovha akatuma Mwanakomana wake kuti tiwane upenyu (w11 6/15 12-13 ¶9-10)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaR 6:3-5​—Zvinorevei kubhabhatidzwa “muna Kristu Jesu” uye kubhabhatidzwa “murufu rwake”? (w08 6/15 29 ¶7)

    • VaR 6:7​—Nei vanhu vachamutswa vasingazotongerwi zvivi zvavakaita vasati vafa? (w14 6/1 11 ¶1)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaR 4: 1-15 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 4)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 6)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira, wozomuratidza chimwe chinhu chiri muBhokisi reMaturusi Edu Ekudzidzisa. (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 107

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 54

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 97 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe