RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 January p. 2
  • Ramba Uri Munhu Anozvibata

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ramba Uri Munhu Anozvibata
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Ramba Uchiratidza Kuti Unoda Jehovha Zvakadzama
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Jehovha Anotsaura Vanhu Vake
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mitambo Yemwaka Nemwaka Ine Zvainoreva Kwatiri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Unoyeuka Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 January p. 2
Murume ane mudzimai nevana ari kutarisa kudivi achisemeswa nezviri kubuda pakombiyuta yake obva akurumidza kuivhara.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ramba Uri Munhu Anozvibata

Jehovha haadi kuti tiite zvinoitwa nevanhu vari munyika (Re 18:3; w19.06 28 ¶1)

Jehovha anorambidza zvivi zvakadai sekurara nemunhu weukama, ungochani uye kurara nemhuka (Re 18:6, 22, 23; w17.02 20 ¶13)

Jehovha achaparadza nyika isina kuchena yakatipoteredza (Re 18:24, 25; Zvi 2:22; w14 7/1 7 ¶2)

Satani haadi kuti tipinde munyika itsva yaMwari. Asi mitemo yaJehovha inogona kutidzivirira pamusungo waSatani chero upi zvawo.

Tingaratidza sei Jehovha kuti tinovenga upombwe?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe