RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 8
  • Ramba Uchiratidza Kuti Unoda Jehovha Zvakadzama

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ramba Uchiratidza Kuti Unoda Jehovha Zvakadzama
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Ungava Sei Shamwari yaMwari?
    Bhaibheri Rinotidzidzisei?
  • Jobho Akarumbidza Zita raJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Tinogona Kuramba Takaperera Kuna Jehovha Kunyange Zvazvo Tichimbokanganisa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • “Tarisira Kuna Jehovha”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 8

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ramba Uchiratidza Kuti Unoda Jehovha Zvakadzama

[Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Kusuma Bhuku raJobho.]

Satani akati Jobho aisanyatsoda Jehovha uye akati aingomunamata nekuti aiva nezvinhu zvaaiwana (Job 1:8-11; w18.02 6 ¶16-17)

Satani anoti hatinyatsodi Jehovha zvechokwadi (Job 2:4, 5; w19.02 5 ¶10)

Hanzvadzi yakapfeka helmet ichiparidzira mumwe mukadzi pashure pekunge kwaitika njodzi.

Jehovha akapa mumwe nemumwe wedu mukana wekuti tiratidze kuti Satani anoreva nhema. (Zvi 27:11) Tinogona kuratidza kuti tinoda Jehovha zvakadzama nekumuisa pekutanga muupenyu hwedu zvinhu pazvinenge zvakanaka uyewo pazvinenge zvakaoma.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe