RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 January p. 10
  • February 1-7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 1-7
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 January p. 10

February 1-7

REVHITIKO 26-27

  • Rwiyo 89 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ungaitei Kuti Ukomborerwe naJehovha?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Re 26:16—Jehovha akaranga vaIsraeri nechirwere pakuti kudii? (it-2-E 617)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Re 26:18-33 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 11)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 6)

  • Hurukuro: (5 min.) w09 8/1 30—Musoro: Ndinofanira Kupa Marii Yezvipo Yekutsigira Kunamata? (th chidzidzo 16)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 40

  • “Sarudza Kushumira Jehovha”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Zvekuita Kuti Ubhabhatidzwe.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 4 ¶1-9, vhidhiyo yekusuma, bhokisi 4A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 2 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe