RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 15
  • Sarudza Shamwari Dzako Nekuchenjera

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Sarudza Shamwari Dzako Nekuchenjera
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Chikumbiro Chomwoyo Wose Chokufungisisa Vhidhiyo Inonzi Warning Examples for Our Day
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2002
  • Unogona Kuita saFiniyasi Here Kana Zvinhu Zvaoma?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Zvinoitwa Nemunhu Mumwe Chete Zvinogona Kubatsira Vakawanda
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Sarudza Shamwari Nekuchenjera
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 15
Vakadzi vechiMoabhi vachikoka varume vechiIsraeri kuti vaende vese kumutambo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Sarudza Shamwari Dzako Nekuchenjera

Zvakaitika kuvaIsraeri mumapani eMoabhi muenzaniso kuvaKristu. (1VaK 10:6, 8, 11) VaIsraeri avo vakatanga kushamwaridzana nevakadzi vechiMoabhi vaiva nzenza uye vainamata zvidhori vakanyengerwa kuti vaite zvivi zvakakura. Izvi zvakaguma nedambudziko rakakura. (Nu 25:9) Takapoteredzwa nevanhu vasinganamati Jehovha vakadai sevanhu vatinoshanda navo, vatinodzidza navo kuchikoro, vavakidzani, veukama, nevamwewo vatinozivana navo. Tinodzidzei munyaya iyi yemuBhaibheri nezvengozi yekushamwaridzana nevanhu vasingashumiri Jehovha?

ONA VHIDHIYO INONZI MIENZANISO INOTIYAMBIRA MAZUVA ANO—CHIDIMBU, WOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Mienzaniso Inotiyambira Mazuva Ano—Chidimbu.’ Zimri achiudza Jamini nevamwe nezvevakadzi vekuMoabhi.

    Zimri nevamwe vake vakaudza Jamini zvinhu zvipi zvakaipa?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Mienzaniso Inotiyambira Mazuva Ano—Chidimbu.’ Finiyasi achitaura naJamini.

    Finiyasi akabatsira sei Jamini kuti ave nemaonero akanaka?

  • Kuratidza ushamwari kumunhu asingatendi kwakasiyana papi nekuva shamwari yake?

  • Nei tichifanira kunyatsongwarira pakusarudza shamwari dzepedyo kunyange muungano?

  • Nei tisingafaniri kuva mumagroup epasocial media ane vanhu vatisingazivi?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe