RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 7
  • Ziva Kuti Jehovha Achakuratidza Rudo Rusingachinji

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ziva Kuti Jehovha Achakuratidza Rudo Rusingachinji
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Unobatsirwa Sei Nerudo rwaJehovha Rusingachinji?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Kubatsira Paiitika Njodzi Muna 2021—Hama Nehanzvadzi Dzedu Hadzisi Kusiyiwa Dzichitambura
    Mashandisirwo Ari Kuitwa Mari Yenyu Yezvipo
  • Kubatsira Vari Kuwirwa Nenjodzi
    Mashandisirwo Ari Kuitwa Mari Yenyu Yezvipo
  • Bhaibheri Rinotii Nezvenjodzi Dzinongoitika Dzega?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 7
Hama nehanzvadzi dzakamira panze peImba yeUmambo vaine zvekudya zvavapiwa.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Ziva Kuti Jehovha Achakuratidza Rudo Rusingachinji

Jehovha anokukoshesa. (Isa 43:4) Akaita kuti uuye kwaari uye kusangano rake. Kuzvitsaurira uye kubhabhatidzwa kwako kunoita kuti uve waJehovha. Achakuchengeta sepfuma yake inokosha kunyange panguva dzakaoma. Achakuratidza rudo rusingachinji achishandisa sangano rake.—Pis 25:10.

Tinogona kuwedzera kuonga kwatinoita rudo rwaJehovha rusingachinji nekutarisa zviri kuitwa nesangano rake panoitika njodzi dzinongoitika dzega.

ONA VHIDHIYO INONZI MASHOKO ANOBVA KUKOMITI YEVANORONGA—2019, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Mashoko Anobva Kukomiti Yevanoronga 2019.” Hama dzemuKomiti Yekubatsira Panoitika Njodzi dziri kutaura nehama nehanzvadzi dzakawirwa nenjodzi.

    Komiti Yevanoronga inobatsira sei mahofisi emapazi pakugadzirira njodzi?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Mashoko Anobva Kukomiti Yevanoronga 2019.” Hama dziri kuvakazve imba yakaparadzwa nenjodzi yakangoitika yega kuIndonesia.

    Sangano raJehovha rakapa mirayiridzo ipi uye rakabatsira sei pakaitika njodzi kuIndonesia uye kuNigeria?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Mashoko Anobva Kukomiti Yevanoronga 2019.” Nesi wemuAfrica ari kuongorora murwere.

    Chii chaunonyanya kukoshesa pane zvakaitwa nesangano pachirwere cheCOVID-19?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe