RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 8
  • January 31–February 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 31–February 6
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 8

January 31–February 6

RUTE 3-4

  • Rwiyo 39 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Iva Nezita Rakanaka Worichengetedza”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Rut 4:6—Mudzikinuri aigona “kuparadza” nhaka yake sei kana akadzikinura? (w05 3/1 29 ¶3)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Rut 4:7-22 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • “Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Batsira Vadzidzi veBhaibheri Kupinda Misangano”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kupinda Misangano.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 03 pfungwa 4 (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 24

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 19 ¶16-21, bhokisi 19B

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 144 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe