Nyaya Dziri paJW Library Uye paJW.ORG
ZVAKAITIKA KUZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Mudzimai Asingaoni Anopindurwa Minyengetero Yake
Mingjie akanyengetera kuti awane sangano revaKristu vechokwadi. Chii chakaita kuti ati munyengetero wake wapindurwa?
PaJW Library enda pakanzi PUBLICATIONS > ARTICLE SERIES > ZVAKAITIKA.
Pajw.org enda pakanzi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA > ZVAKAITIKA KUZVAPUPU ZVAJEHOVHA > KUPARIDZA CHOKWADI CHIRI MUBHAIBHERI.
KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU
Zvapupu zvaJehovha muNew Zealand VaKristu Vane Runyararo Uye Vakazvipira Here?
Nei Zvapupu zvainzi zvinokanganisa magariro everuzhinji mumakore ekuma1940?
Pajw.org enda pakanzi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA > KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU.