RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt pp. 2036-2037
  • B9 Nyika Dzakataurwa naDhanieri Kuti Dzaizova Nesimba

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • B9 Nyika Dzakataurwa naDhanieri Kuti Dzaizova Nesimba
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Bhabhironi
  • Medhiya nePezhiya
  • Girisi
  • Roma
  • Britain neAmerica
  • Kumuka Nokuwa kweChifananidzo Chikuru
    Fungisisa Uprofita hwaDhanieri!
  • Ndiani Achatonga Nyika?
    Fungisisa Uprofita hwaDhanieri!
  • Pfungwa Huru Dzatinowana muBhuku raDhanieri
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Uporofita Hwakazadzika
    Bhaibheri—iShoko raMwari Here Kana Kuti Romunhu?
Ona Zvimwe
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
B9 Nyika Dzakataurwa naDhanieri Kuti Dzaizova Nesimba

B9

Nyika Dzakataurwa naDhanieri Kuti Dzaizova Nesimba

Rakaprindwa
Mufananidzo unotsanangurwa pana Dhanieri chitsauko 2
Shumba ine mapapiro inomiririra Umambo hweBhabhironi

Bhabhironi

Dhanieri 2:32, 36-38; 7:4

607 B.C.E. Mambo Nebhukadhinezari anoparadza Jerusarema

Bheya rinomiririra Umambo hweMedhiya nePezhiya

Medhiya nePezhiya

Dhanieri 2:32, 39; 7:5

539 B.C.E. Umambo uhwu hunokunda Bhabhironi

537 B.C.E. Koreshi anozivisa kuti vaJudha vadzokere kuJerusarema

Mbada ine mapapiro inomiririra Umambo hweGirisi

Girisi

Dhanieri 2:32, 39; 7:6

331 B.C.E. Alexander anokunda Pezhiya

Mhuka yaityisa yaiva nenyanga gumi yaimiririra Umambo hweRoma neUmambo hweBritain neAmerica

Roma

Dhanieri 2:33, 40; 7:7

63 B.C.E. Roma inotonga Israeri

70 C.E. Roma inoparadza Jerusarema

Britain neAmerica

Dhanieri 2:33, 41-43

1914-1918 C.E. Umambo hweBritain neAmerica hunovapo paHondo yeNyika I

  • Nzvimbo Dziri Pemepu

  • Sadhisi

  • Jerusarema

  • Ekibhatana

  • Bhabhironi

  • Umambo hweBhabhironi

  • Tema

  • Susa, Shushani

  • Pesaporisi

  • Umambo hweMedhiya nePezhiya

  • Umambo hweRoma

  • Roma

  • Pera

  • Constantinople (Byzantium)

  • Arekizandriya

  • Jerusarema

  • Andiyoki

  • Serukiya

  • Umambo hweGirisi

  • Zviri Kuratidzwa Pamepu

  • Umambo hweBhabhironi

  • Umambo hweMedhiya nePezhiya

  • Umambo hweGirisi

  • Umambo hweRoma

  • Nharaunda yaitongwa neumambo hwacho huri huviri

  • Zviri Kuratidzwa Pachati

  • 607 B.C.E. Bhabhironi rinoparadza Jerusarema

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe