RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt pp. 1786-2042
  • B12-A Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 1)

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • B12-A Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 1)
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Jerusarema Nenzvimbo Dzakaripoteredza
  • Nisani 8 (Sabata)
  • Nisani 9
  • Nisani 10
  • Nisani 11
  • B12-B Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 2)
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo ya2023
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo ya2022
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo ya2024
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2024
Ona Zvimwe
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
B12-A Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 1)

B12-A

Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 1)

Rakaprindwa
Chati iri kuratidza gore ra33 C.E., rakafa Jesu.

Jerusarema Nenzvimbo Dzakaripoteredza

Mepu yeJerusarema nenzvimbo dzakaripoteredza . Nzvimbo dzinozivikanwa uye dzinofungidzirwa padzaiva. 1. Temberi. 2. Munda weGetsemane. 3. Muzinda waGavhuna. 4. Imba yaKayafasi. 5. Imba Yaishandiswa SemuzindawaHerodhi Andipasi. 6. Dziva reBhetizata. 7. Dziva reSiroami. 8. Imba yeSanihedrini. 9. Gorogota. 10. Akeridhama.
  1. Temberi

  2. Munda weGetsemane (?)

  3. Muzinda waGavhuna

  4. Imba yaKayafasi (?)

  5. Imba Yaishandiswa Semuzinda naHerodhi Andipasi (?)

  6. Dziva reBhetizata

  7. Dziva reSiroami

  8. Imba yeSanihedrini (?)

  9. Gorogota (?)

  10. Akeridhama (?)

Enda pazuva racho: Nisan 8 | Nisan 9 | Nisan 10 | Nisan 11

Nisani 8 (Sabata)

KUVIRA KWEZUVA (Mazuva echiJudha anotanga panovira zuva ozopera parinovirazve)

  • Anosvika kuBhetani pasara mazuva 6 kuti Paseka isvike

  • Johani 11:55–12:1

KUBUDA KWEZUVA

KUVIRA KWEZUVA

Dzokera pazvinotangira

Nisani 9

KUVIRA KWEZUVA

  • Anodya naSimoni wemaperembudzi

  • Mariya anozora Jesu mafuta enadhi

  • VaJudha vanoshanyira Jesu naRazaro

  • Mateu 26:6-13

  • Mako 14:3-9

  • Johani 12:2-11

KUBUDA KWEZUVA

  • Jesu akatasva mwana wedhongi, vanhu vachiwaridza nguo dzavo dzekunze uye mapazi emichindwe vachifara.

    Anopinda muJerusarema achiratidza kukunda

  • Anodzidzisa mutemberi

  • Mateu 21:1-11, 14-17

  • Mako 11:1-11

  • Ruka 19:29-44

  • Johani 12:12-19

KUVIRA KWEZUVA

Dzokera pazvinotangira

Nisani 10

KUVIRA KWEZUVA

  • Anorara kuBhetani

KUBUDA KWEZUVA

  • Jesu achipidigura matafura evanochinja mari patemberi.

    Anofumoenda kuJerusarema

  • Anochenesa temberi

  • Jehovha anotaura ari kudenga

  • Mateu 21:18, 19; 21:12, 13

  • Mako 11:12-19

  • Ruka 19:45-48

  • Johani 12:20-50

KUVIRA KWEZUVA

Dzokera pazvinotangira

Nisani 11

KUVIRA KWEZUVA

KUBUDA KWEZUVA

  • Jesu achitaura nevamwe vaapostora vake paGomo reMiorivhi. Temberi iri nechekumashure.

    Anodzidzisa mutemberi, achishandisa mifananidzo

  • Anotsoropodza vaFarisi

  • Anocherechedza chirikadzi iri kubvisa mari yemupiro

  • Anotaura nezvekuparadzwa kweJerusarema ari paGomo reMiorivhi, otaura chiratidzo chekuvapo kwaachaita

  • Mateu 21:19–25:46

  • Mako 11:20–13:37

  • Ruka 20:1–21:38

KUVIRA KWEZUVA

Dzokera pazvinotangira

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe