NUMERI
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Kuverengwa kwevarume vanokwanisa kupinda muchiuto (1-46)
VaRevhi havapinzwi muchiuto (47-51)
Kurongwa zvakanaka kwemusasa (52-54)
2
3
4
5
Vanhu vasina kuchena vanofanira kubudiswa mumusasa (1-4)
Kureurura uye kuripa (5-10)
Zvaiitwa kana mukadzi achifungirwa kuti akaita upombwe (11-31)
6
7
8
Aroni anobatidza marambi manomwe (1-4)
VaRevhi vanocheneswa, votanga kushumira (5-22)
Zera rinobvumirwa kushumira semuRevhi (23-26)
9
10
Mabhosvo esirivha (1-10)
Kubva paSinai (11-13)
Mafambiro avaiita (14-28)
Hobhabhu anokumbirwa kutungamirira Israeri (29-34)
Munyengetero waMozisi pakuputsa musasa (35, 36)
11
Kugunun’una kunoita kuti moto ubve kuna Mwari (1-3)
Vanhu vanochemera nyama (4-9)
Mozisi anonzwa seasina kukodzera kutungamirira vanhu (10-15)
Jehovha anopa vakuru 70 mweya wake (16-25)
Eridhadhi naMedhadhi; Joshua anoudza Mozisi kuti avarambidze kuprofita (26-30)
Vanhu vanopiwa zvihuta; vanorangirwa makaro (31-35)
12
Miriyemu naAroni vanoshora Mozisi (1-3)
Jehovha anopupurira Mozisi (4-8)
Miriyemu anorohwa nemaperembudzi (9-16)
13
14
Vanhu vanoda kudzokera kuIjipiti (1-10)
Jehovha anotsamwa; Mozisi anokumbira kuti vanhu varegererwe (11-19)
Chirango: makore 40 vari murenje (20-38)
VaIsraeri vanokundwa nevaAmareki (39-45)
15
Mitemo yekupa mipiro (1-21)
Mipiro yezvivi zvinoitwa munhu asingazivi (22-29)
Kurangwa kwaiitwa munhu aitadza achiziva (30, 31)
Kuurayiwa kwemunhu akatyora mutemo weSabata (32-36)
Vanofanira kuisa masa panguo dzavo (37-41)
16
Kupanduka kwaKora, Dhatani, naAbhiramu (1-19)
Kutongwa kwevapanduki (20-50)
17
18
19
20
Miriyemu anofira kuKadheshi (1)
Mozisi anorova dombo uye anoita chivi (2-13)
Edhomu anorambidza Israeri kupfuura (14-21)
Kufa kwaAroni (22-29)
21
Mambo weAradhi anokundwa (1-3)
Nyoka yemhangura (4-9)
VaIsraeri vanonyenyeredza Moabhi (10-20)
Mambo Sihoni wevaAmori anokundwa (21-30)
Mambo Ogi wevaAmori anokundwa (31-35)
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
Maguta evaRevhi (1-8)
Maguta ekupotera (9-34)
36