VATONGI
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Kukunda kwaJudha naSimiyoni (1-20)
VaJebhusi vanoramba vari muJerusarema (21)
Josefa anotora Bheteri (22-26)
Vamwe vaKenani havana kudzingwa (27-36)
2
3
Jehovha anoedza vaIsraeri (1-6)
Otinieri, mutongi wekutanga (7-11)
Mutongi Ehudhi anouraya Mambo Egroni akanga akafuta (12-30)
Mutongi Shamgari (31)
4
Mambo Jabhini wevaKenani anodzvinyirira vaIsraeri (1-3)
Muprofitakadzi Dhibhora neMutongi Bheraki (4-16)
Jaeri anouraya Sisera mukuru weuto (17-24)
5
6
VaMidhiyani vanodzvinyirira vaIsraeri (1-10)
Ngirozi inoudza Mutongi Gidhiyoni kuti achatsigirwa (11-24)
Gidhiyoni anoputsa atari yaBhaari (25-32)
Mweya waMwari unouya pana Gidhiyoni (33-35)
Chiratidzo chejira remvere dzemakwai (36-40)
7
8
VaEfremu vanopopotera Gidhiyoni (1-3)
Madzimambo eMidhiyani anoteverwa ourayiwa (4-21)
Gidhiyoni anoramba kuva mambo (22-27)
Pfupiso yeupenyu hwaGidhiyoni (28-35)
9
Abhimereki anova mambo muShekemu (1-6)
Chirevo chaJotamu (7-21)
Kutonga kweutsinye kwaAbhimereki (22-33)
Abhimereki anouraya vanhu vemuShekemu (34-49)
Mumwe mukadzi anokuvadza Abhimereki; Abhimereki anofa (50-57)
10
Mutongi Tora naMutongi Jairi (1-5)
Israeri anopanduka, opfidza (6-16)
VaAmoni vanodzika musasa kuti varwe nevaIsraeri (17, 18)
11
Mutongi Jefta anodzingwa, asi anozoitwa mutungamiriri (1-11)
Jefta anoedza kutaurirana nevaAmoni (12-28)
Mhiko yaJefta nemwanasikana wake (29-40)
12
Kusanzwisisana nevaEfremu (1-7)
Vatongi vanoti Ibzani, Eroni, naAbdhoni (8-15)
13
14
Mutongi Samsoni anotsvaga mukadzi wechiFiristiya (1-4)
Mweya waJehovha unoita kuti Samsoni akwanise kuuraya shumba (5-9)
Chirahwe chaSamsoni pamuchato (10-19)
Mudzimai waSamsoni anopiwa mumwe murume (20)
15
16
17
18
19
20
21