2 MADZIMAMBO
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
2
Eriya anotakurwa mudutu (1-18)
Erisha anonatsa mvura yeJeriko (19-22)
Mabheya anouraya vana vadiki kuBheteri (23-25)
3
Jehoramu, mambo weIsraeri (1-3)
Moabhi inopandukira Israeri (4-25)
Moabhi inokundwa (26, 27)
4
Erisha anoita kuti mafuta echirikadzi awande (1-7)
Mukadzi wekuShunemi anogamuchira vaeni zvakanaka (8-16)
Mukadzi anopiwa mwanakomana; mwana wacho anofa (17-31)
Erisha anomutsa mwana anga afa (32-37)
Erisha anoita kuti zvekudya zvidyike (38-41)
Erisha anoita kuti zvingwa zviwande (42-44)
5
6
7
Erisha anoprofita nezvekupera kwenzara (1, 2)
Zvekudya zvinowanikwa mumusasa wasiyiwa nevaSiriya (3-15)
Uprofita hwaErisha hunozadziswa (16-20)
8
Mukadzi wekuShunemi anodzorerwa munda wake (1-6)
Erisha, Bheni-hadhadhi, naHazaeri (7-15)
Jehoramu, mambo weJudha (16-24)
Ahaziya, mambo weJudha (25-29)
9
Jehu anozodzwa kuva mambo weIsraeri (1-13)
Jehu anouraya Jehoramu naAhaziya (14-29)
Jezebheri anourayiwa; anodyiwa nembwa (30-37)
10
Jehu anouraya vanhu veimba yaAhabhi (1-17)
Vanamati vaBhaari vanourayiwa naJehu (18-27)
Pfupiso yekutonga kwaJehu (28-36)
11
Atariya anobvuta chigaro (1-3)
Jehoashi anoitwa mambo pachivande (4-12)
Atariya anourayiwa (13-16)
Jehoyadha anogadzirisa zvinhu (17-21)
12
Jehoashi, mambo weJudha (1-3)
Jehoashi anogadziridza temberi (4-16)
Siriya inouya kuzorwisa (17, 18)
Jehoashi anourayiwa (19-21)
13
Jehoahazi, mambo weIsraeri (1-9)
Jehoashi, mambo weIsraeri (10-13)
Erisha anoedza Jehoashi kuti aone kuzvipira kwake (14-19)
Kufa kwaErisha; mapfupa ake anomutsa munhu (20, 21)
Uprofita hwaErisha hwekupedzisira hunozadziswa (22-25)
14
Amaziya, mambo weJudha (1-6)
Hondo nevaEdhomu uye nevaIsraeri (7-14)
Kufa kwaJehoashi weIsraeri (15, 16)
Kufa kwaAmaziya (17-22)
Jerobhoamu Wechipiri, mambo weIsraeri (23-29)
15
Azariya, mambo weJudha (1-7)
Madzimambo eIsraeri ekupedzisira: Zekariya (8-12), Sharumu (13-16), Menahemu (17-22), Pekahiya (23-26), Peka (27-31)
Jotamu, mambo weJudha (32-38)
16
Ahazi, mambo weJudha (1-6)
Ahazi anotenga vaAsiriya (7-9)
Ahazi anogadzira atari yakafanana neyevahedheni (10-18)
Kufa kwaAhazi (19, 20)
17
Hoshea, mambo weIsraeri (1-4)
VaIsraeri vanokundwa (5, 6)
VaIsraeri vanotapwa nekuti vakasiya Mwari (7-23)
Vekune dzimwe nyika vanounzwa mumaguta eSamariya (24-26)
Kunamata kwevaSamariya kwakavhengana (27-41)
18
Hezekiya, mambo weJudha (1-8)
Kudzokororwa kwenyaya yekukundwa kwevaIsraeri (9-12)
Saniheribhi anopinda muJudha nechisimba (13-18)
MuRabhisheki anoshora Jehovha (19-37)
19
Hezekiya anotsvaga kubatsirwa naMwari achishandisa Isaya (1-7)
Saniheribhi anotyisidzira Jerusarema (8-13)
Munyengetero waHezekiya (14-19)
Isaya anozivisa mhinduro yaMwari (20-34)
Ngirozi inouraya vaAsiriya 185 000 (35-37)
20
Kurwara kwaHezekiya uye kupora kwake (1-11)
Nhume dzakabva kuBhabhironi (12-19)
Kufa kwaHezekiya (20, 21)
21
Manase, mambo weJudha; kudeura ropa kwaakaita (1-18)
Amone, mambo weJudha (19-26)
22
Josiya, mambo weJudha (1, 2)
Mirayiridzo yekugadziridza temberi (3-7)
Bhuku reMutemo rinowanikwa (8-13)
Uprofita hwaHuridha hwedambudziko (14-20)
23
Josiya anogadzirisa zvinhu (1-20)
Paseka inochengetwa (21-23)
Zvimwe zvinogadziriswa naJosiya (24-27)
Kufa kwaJosiya (28-30)
Jehoahazi, mambo weJudha (31-33)
Jehoyakimu, mambo weJudha (34-37)
24
Kupanduka kwaJehoyakimu uye kufa kwake (1-7)
Jehoyakini, mambo weJudha (8, 9)
Vanhu vekutanga kuendeswa kuBhabhironi (10-17)
Zedhekiya, mambo weJudha; kupanduka kwake (18-20)
25
Nebhukadhinezari anokomba Jerusarema (1-7)
Jerusarema netemberi yaro zvinoparadzwa; vamwe vanhu vanoendeswa kuBhabhironi (8-21)
Gedhariya anoitwa gavhuna (22-24)
Gedhariya anourayiwa; vanhu vanotizira kuIjipiti (25, 26)
Jehoyakini anosunungurwa kuBhabhironi (27-30)