RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt p. 757
  • Zviri Mubhuku raEzra

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mubhuku raEzra
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Mashoko Akafanana
  • Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raEzra
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 15—Ezra
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • Kuvimba Nebetsero yaMwari
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
  • Unogona Kuramba Uchivimba Kuti Jehovha Achakubatsira Munguva Dzakaoma
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
Ona Zvimwe
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zviri Mubhuku raEzra

EZRA

ZVIRI MUBHUKU RACHO

  • 1

    • Murayiro waMambo Koreshi wekuvakazve temberi (1-4)

    • Kugadzirira kuti nhapwa dzidzoke kubva kuBhabhironi (5-11)

  • 2

    • Vanhu vakadzoka kubva kuutapwa (1-67)

      • Vashandi vepatemberi (43-54)

      • Vanakomana vevashandi vaSoromoni (55-57)

    • Mipiro yekuzvidira yetemberi (68-70)

  • 3

    • Atari inovakwazve uye zvibayiro zvinopiwa (1-6)

    • Temberi inotanga kuvakwazve (7-9)

    • Faundesheni yetemberi inovakwa (10-13)

  • 4

    • Kuvhiringidza kuvakwazve kwetemberi (1-6)

    • Vavengi vanomhan’ara kuna Mambo Atashasta (7-16)

    • Mhinduro yaAtashasta (17-22)

    • Temberi inomira kuvakwa (23, 24)

  • 5

    • VaJudha vanotangazve kuvaka temberi (1-5)

    • Tsamba yaTatenai kuna Mambo Dhariyasi (6-17)

  • 6

    • Ongororo yaDhariyasi uye murayiro wake (1-12)

    • Temberi inopera uye inokumikidzwa (13-18)

    • Paseka inochengetwa (19-22)

  • 7

    • Ezra anosvika kuJerusarema (1-10)

    • Tsamba yaAtashasta kuna Ezra (11-26)

    • Ezra anorumbidza Jehovha (27, 28)

  • 8

    • Vanhu vari kudzoka naEzra (1-14)

    • Kugadzirira rwendo (15-30)

    • Kusimuka kuBhabhironi uye kusvika kuJerusarema (31-36)

  • 9

    • Kuroorerana nemamwe marudzi muIsraeri (1-4)

    • Munyengetero waEzra wekureurura (5-15)

  • 10

    • Sungano yekudzinga madzimai ekune dzimwe nyika (1-14)

    • Madzimai ekune dzimwe nyika anodzingwa (15-44)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe